MUBVUNZO 13
Bhaibheri Rinotii Nezvekushanda?
“Unoona munhu anoziva basa rake here? Achamira pamberi pemadzimambo; haazomiri pamberi pevanhuwo zvavo.”
“Anoba ngaachirega kubazve; asi ngaashande nesimba, achiita basa rakanaka nemaoko ake, kuti ave nechekupawo anoshayiwa.”
“Hapana chinhu chiri nani kwavari kupfuura kuti . . . munhu wese adye nekunwa uye afadzwe nezvinhu zvakanaka pakushanda kwake nesimba. Icho chipo chaMwari.”