RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 6 Tsamba Yekutanga Kuna Timoti Zvitsauko 1 2 3 4 5 6 Zviri Mubhuku Racho 1 Kwaziso (1, 2) Kuyambirwa nezvevadzidzisi venhema (3-11) Pauro anoratidzwa nyasha (12-16) Mambo asingagumi (17) ‘Irwa hondo yakanaka’ (18-20) 2 Kunyengeterera vanhu vakasiyana-siyana (1-7) Mwari mumwe chete, murevereri mumwe chete (5) Rudzikinuro runoenzanirana nevanhu vese (6) Kurayirwa kwevarume nevakadzi (8-15) Kupfeka zvinoratidza kuva nemwero (9, 10) 3 Zvinotarisirwa kuti munhu akodzere kuva mutariri (1-7) Zvinotarisirwa kuti munhu akodzere kuva mushumiri weungano (8-13) Chakavanzika chitsvene chekuzvipira kuna Mwari (14-16) 4 Kuyambirwa nezvedzidziso dzemadhimoni (1-5) Kuva mushumiri waKristu akanaka (6-10) Kusimbisa muviri kuchienzaniswa nekuzvipira kuna Mwari (8) Chenjerera madzidzisiro ako (11-16) 5 Kubata zvakanaka vakuru nevadiki (1, 2) Kubatsira chirikadzi (3-16) Kuriritira mhuri (8) Kudzai vakuru vanoshanda nesimba (17-25) ‘Waini shomanana nekuda kwemudumbu mako’ (23) 6 Varanda vanofanira kukudza vanatenzi vavo (1, 2) Vadzidzisi venhema uye kuda mari (3-10) Kurayirwa kwemunhu waMwari (11-16) Pfuma pamabasa akanaka (17-19) Chengetedza zvakaiswa mumaoko ako (20, 21) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe 1 Timoti—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE 1 Timoti—Zviri Mubhuku Racho Shona 1 Timoti—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt 1 Timoti p. 1837