RATIDZA Bhuku remuBhaibheri Genesisi Eksodho Revhitiko Numeri Dheuteronomi Joshua Vatongi Rute 1 Samueri 2 Samueri 1 Madzimambo 2 Madzimambo 1 Makoronike 2 Makoronike Ezra Nehemiya Esteri Jobho Mapisarema Zvirevo Muparidzi Rwiyo rwaSoromoni Isaya Jeremiya Mariro Ezekieri Dhanieri Hosiya Joeri Amosi Obhadhiya Jona Mika Nahumi Habhakuki Zefaniya Hagai Zekariya Maraki Mateu Mako Ruka Johani Mabasa VaRoma 1 VaKorinde 2 VaKorinde VaGaratiya VaEfeso VaFiripi VaKorose 1 VaTesaronika 2 VaTesaronika 1 Timoti 2 Timoti Tito Firimoni VaHebheru Jakobho 1 Petro 2 Petro 1 Johani 2 Johani 3 Johani Judha Zvakazarurwa Chitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 17 18 19 20 21 22 23 24 Bhuku Rechipiri raSamueri Zvitsauko 1 2 3 4 5 6 7 8 9 10 11 12 13 14 15 16 17 18 19 20 21 22 23 24 Zviri Mubhuku Racho 1 Dhavhidhi anonzwa nezvekufa kwaSauro (1-16) Dhavhidhi anoimba rwiyo rwekuchema Sauro naJonatani (17-27) 2 Dhavhidhi, mambo weJudha (1-7) Ishi-bhosheti, mambo weIsraeri (8-11) Kurwisana kweimba yaDhavhidhi neimba yaSauro (12-32) 3 Imba yaDhavhidhi inowedzera kuva nesimba (1) Vanakomana vaDhavhidhi (2-5) Abhineri anotanga kutsigira Dhavhidhi (6-21) Joabhi anouraya Abhineri (22-30) Dhavhidhi anochema Abhineri (31-39) 4 Ishi-bhosheti anourayiwa (1-8) Dhavhidhi anoita kuti mhondi dzacho dziurayiwe (9-12) 5 Dhavhidhi anoitwa mambo wevaIsraeri vese (1-5) Jerusarema rinotorwa (6-16) Ziyoni, Guta raDhavhidhi (7) Dhavhidhi anokunda vaFiristiya (17-25) 6 Areka inounzwa kuJerusarema (1-23) Uza anobata Areka uye anourayiwa (6-8) Mikari anoshora Dhavhidhi (16, 20-23) 7 Dhavhidhi haasi iye achavaka temberi (1-7) Sungano yeumambo naDhavhidhi (8-17) Munyengetero waDhavhidhi achitenda (18-29) 8 Kukunda kwaDhavhidhi (1-14) Umambo hwaDhavhidhi (15-18) 9 Dhavhidhi anoratidza rudo rusingachinji kuna Mefibhosheti (1-13) 10 Kukunda vaAmoni nevaSiriya (1-19) 11 Dhavhidhi anoita upombwe naBhati-shebha (1-13) Dhavhidhi anoronga kuti Uriya aurayiwe (14-25) Dhavhidhi anotora Bhati-shebha kuti ave mudzimai wake (26, 27) 12 Natani anotsiura Dhavhidhi (1-15a) Mwanakomana waBhati-shebha anofa (15b-23) Bhati-shebha anobereka Soromoni (24, 25) Guta revaAmoni rinonzi Rabha rinotorwa (26-31) 13 Amnoni anobata Tamari chibharo (1-22) Absaromu anouraya Amnoni (23-33) Absaromu anotizira kuGeshuri (34-39) 14 Joabhi nemukadzi wekuTekoa (1-17) Dhavhidhi anoziva zvakanga zvarongwa naJoabhi (18-20) Absaromu anobvumirwa kudzoka (21-33) 15 Absaromu anoruka zano uye anopanduka (1-12) Dhavhidhi anotiza muJerusarema (13-30) Ahitoferi anobatana naAbsaromu (31) Hushai anotumwa kunovhiringidza mazano aAhitoferi (32-37) 16 Zibha anochera Mefibhosheti (1-4) Shimei anotuka Dhavhidhi (5-14) Absaromu anogamuchira Hushai (15-19) Zano raAhitoferi (20-23) 17 Hushai anovhiringidza zano raAhitoferi (1-14) Dhavhidhi anonyeverwa; anotiza Absaromu (15-29) Bhazirai nevamwe vanouya nezvinhu zvekushandisa (27-29) 18 Absaromu anokundwa uye anofa (1-18) Dhavhidhi anoudzwa nezvekufa kwaAbsaromu (19-33) 19 Dhavhidhi anochema Absaromu (1-4) Joabhi anotsiura Dhavhidhi (5-8a) Dhavhidhi anodzokera kuJerusarema (8b-15) Shimei anokumbira ruregerero (16-23) Mefibhosheti anoonekwa kuti haana mhosva (24-30) Bhazirai anokudzwa (31-40) Madzinza anotadza kuwirirana (41-43) 20 Kupanduka kwaShebha; Joabhi anouraya Amasa (1-13) Shebha anoteverwa uye anodimburwa musoro (14-22) Umambo hwaDhavhidhi (23-26) 21 Mhosva yeimba yaSauro kuvaGibhiyoni inotsiviwa (1-14) Hondo nevaFiristiya (15-22) 22 Dhavhidhi anorumbidza Mwari nekumununura kwaakaita (1-51) “Jehovha ndiye ibwe rangu” (2) Jehovha akavimbika kune vakavimbika (26) 23 Mashoko ekupedzisira aDhavhidhi (1-7) Zvakaitwa nevarwi vaDhavhidhi vaiva nesimba (8-39) 24 Chivi chaDhavhidhi chekuverenga vanhu (1-14) Denda rinouraya vanhu 70 000 (15-17) Dhavhidhi anovaka atari (18-25) Hapana zvibayiro zvinopiwa pasina mutengo (24) Kumashure Mberi Prinda Tumirawo vamwe Tumirawo vamwe 2 Samueri—Zviri Mubhuku Racho SHANDURO YENYIKA ITSVA YEMAGWARO MATSVENE 2 Samueri—Zviri Mubhuku Racho Shona 2 Samueri—Zviri Mubhuku Racho https://cms-imgp.jw-cdn.org/img/p/1001061100/univ/wpub/1001061100_univ_sqr_xl.jpg nwt 2 Samueri pp. 506-507