Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Bhuku raNumeri

Zvitsauko

Zviri Mubhuku Racho

  • 1

    • Kuverengwa kwevarume vanokwanisa kupinda muchiuto (1-46)

    • VaRevhi havapinzwi muchiuto (47-51)

    • Kurongwa zvakanaka kwemusasa (52-54)

  • 2

    • Musasa unorongwa mumapoka emadzinza matatu matatu (1-34)

      • Boka raJudha nechekumabvazuva (3-9)

      • Boka raRubheni nechekumaodzanyemba (10-16)

      • Musasa wevaRevhi uri pakati (17)

      • Boka raEfremu nechekumavirira (18-24)

      • Boka raDani nechekuchamhembe (25-31)

      • Nhamba yevarume vese vakaverengwa (32-34)

  • 3

    • Vanakomana vaAroni (1-4)

    • VaRevhi vanosarudzwa kuti vashumire (5-39)

    • Kudzikinurwa kwematangwe (40-51)

  • 4

    • Basa revaKohati (1-20)

    • Basa revaGeshoni (21-28)

    • Basa revaMerari (29-33)

    • Kuverengwa kwavo kwakanyorwa muchidimbu (34-49)

  • 5

    • Vanhu vasina kuchena vanofanira kubudiswa mumusasa (1-4)

    • Kureurura uye kuripa (5-10)

    • Zvaiitwa kana mukadzi achifungirwa kuti akaita upombwe (11-31)

  • 6

    • Mhiko yeuNaziri (1-21)

    • Kukomborera vanhu kunoitwa nevapristi (22-27)

  • 7

    • Mipiro yekukumikidza tebhenekeri (1-89)

  • 8

    • Aroni anobatidza marambi manomwe (1-4)

    • VaRevhi vanocheneswa, votanga kushumira (5-22)

    • Zera rinobvumirwa kushumira semuRevhi (23-26)

  • 9

    • Zvaiitwa kana munhu atadza kuchengeta Paseka (1-14)

    • Gore uye moto pamusoro petebhenekeri (15-23)

  • 10

    • Mabhosvo esirivha (1-10)

    • Kubva paSinai (11-13)

    • Mafambiro avaiita (14-28)

    • Hobhabhu anokumbirwa kutungamirira Israeri (29-34)

    • Munyengetero waMozisi pakuputsa musasa (35, 36)

  • 11

    • Kugunun’una kunoita kuti moto ubve kuna Mwari (1-3)

    • Vanhu vanochemera nyama (4-9)

    • Mozisi anonzwa seasina kukodzera kutungamirira vanhu (10-15)

    • Jehovha anopa vakuru 70 mweya wake (16-25)

    • Eridhadhi naMedhadhi; Joshua anoudza Mozisi kuti avarambidze kuprofita (26-30)

    • Vanhu vanopiwa zvihuta; vanorangirwa makaro (31-35)

  • 12

    • Miriyemu naAroni vanoshora Mozisi (1-3)

      • Mozisi munhu munyoro kupfuura vanhu vese (3)

    • Jehovha anopupurira Mozisi (4-8)

    • Miriyemu anorohwa nemaperembudzi (9-16)

  • 13

    • Vasori 12 vanotumwa kunoongorora Kenani (1-24)

    • Vasori 10 vanotaura mashoko anopedza vanhu simba (25-33)

  • 14

    • Vanhu vanoda kudzokera kuIjipiti (1-10)

      • Joshua naKarebhi vanotaura mashoko akanaka (6-9)

    • Jehovha anotsamwa; Mozisi anokumbira kuti vanhu varegererwe (11-19)

    • Chirango: makore 40 vari murenje (20-38)

    • VaIsraeri vanokundwa nevaAmareki (39-45)

  • 15

    • Mitemo yekupa mipiro (1-21)

      • Mutemo mumwe chete kuvaIsraeri nekuvatorwa (15, 16)

    • Mipiro yezvivi zvinoitwa munhu asingazivi (22-29)

    • Kurangwa kwaiitwa munhu aitadza achiziva (30, 31)

    • Kuurayiwa kwemunhu akatyora mutemo weSabata (32-36)

    • Vanofanira kuisa masa panguo dzavo (37-41)

  • 16

    • Kupanduka kwaKora, Dhatani, naAbhiramu (1-19)

    • Kutongwa kwevapanduki (20-50)

  • 17

    • Tsvimbo yaAroni inobuda nhungirwa (1-13)

  • 18

    • Mabasa evapristi nevaRevhi (1-7)

    • Migove yevapristi (8-19)

      • Sungano yemunyu (19)

    • VaRevhi vaizopiwa chegumi vopawo chegumi (20-32)

  • 19

    • Mombe tsvuku nemvura yekuchenesa (1-22)

  • 20

    • Miriyemu anofira kuKadheshi (1)

    • Mozisi anorova dombo uye anoita chivi (2-13)

    • Edhomu anorambidza Israeri kupfuura (14-21)

    • Kufa kwaAroni (22-29)

  • 21

    • Mambo weAradhi anokundwa (1-3)

    • Nyoka yemhangura (4-9)

    • VaIsraeri vanonyenyeredza Moabhi (10-20)

    • Mambo Sihoni wevaAmori anokundwa (21-30)

    • Mambo Ogi wevaAmori anokundwa (31-35)

  • 22

    • Bharaki anoshevedza Bharami (1-21)

    • Dhongi raBharami rinotaura (22-41)

  • 23

    • Chirevo chaBharami chekutanga (1-12)

    • Chirevo chaBharami chechipiri (13-30)

  • 24

    • Chirevo chaBharami chechitatu (1-11)

    • Chirevo chaBharami chechina (12-25)

  • 25

    • Israeri anoita chivi nevakadzi veMoabhi (1-5)

    • Finiyasi anouraya vatadzi (6-18)

  • 26

    • Kuverengwa kwechipiri kwemadzinza aIsraeri (1-65)

  • 27

    • Vanasikana vaZerofehadhi (1-11)

    • Joshua anonzi ndiye achatsiva Mozisi (12-23)

  • 28

    • Zvaiitwa pakupa mipiro yakasiyana-siyana (1-31)

      • Mipiro yezuva rega rega (1-8)

      • YepaSabata (9, 10)

      • Mipiro yemwedzi nemwedzi (11-15)

      • YePaseka (16-25)

      • YeMutambo Wemavhiki (26-31)

  • 29

    • Zvaiitwa pakupa mipiro yakasiyana-siyana (1-40)

      • Zuva rekuridza bhosvo (1-6)

      • Zuva Rekuyananisira (7-11)

      • Mutambo Wematumba (12-38)

  • 30

    • Mhiko dzevarume (1, 2)

    • Mhiko dzevakadzi nevanasikana (3-16)

  • 31

    • Midhiyani anotsiviwa (1-12)

      • Bharami anourayiwa (8)

    • Mirayiro pamusoro pezvakapambwa (13-54)

  • 32

    • Vakagariswa kumabvazuva kwaJodhani (1-42)

  • 33

    • Rwendo rwevaIsraeri murenje (1-49)

    • Mirayiro yekukunda Kenani (50-56)

  • 34

    • Miganhu yeKenani (1-15)

    • Varume vanosarudzwa kuti vaganhure nyika (16-29)

  • 35

    • Maguta evaRevhi (1-8)

    • Maguta ekupotera (9-34)

  • 36

    • Mutemo wekuroorwa kwevanhukadzi vanopiwa nhaka (1-13)