Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

CHIKAMU 8 • MABASA 21:18–28:31

‘Kuparidza Umambo hwaMwari Pasina Kurambidzwa’

‘Kuparidza Umambo hwaMwari Pasina Kurambidzwa’

Mabasa 28:31

Muchikamu chino, tichafamba naPauro paanomomoterwa nemhomho dzevanhu, achitsungirira kusungwa, uye achimira pamberi pevatongi vechiRoma vakasiyana-siyana. Pese ipapo, muapostora Pauro anoramba achipupurira pamusoro peUmambo hwaMwari. Paunenge uchidzidza mhedziso inonakidza yebhuku raMabasa, zvibvunze kuti, ‘Ndingatevedzera sei muevhangeri uyu akashinga uye anoshingaira?’