Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Unoda Kunzwisisa Bhaibheri Here?

Unoda Kunzwisisa Bhaibheri Here?

Kuti urinzwisise hazvirevi kuti unofanira

  • Kuva munhu akanyanya kudzidza

  • Kuva munhu ane mari

  • Kungotenda zvese zvese

Asi chinodiwa

  • ‘Kushandisa pfungwa.’—VaRoma 12:1

  • Kuzvininipisa

Unogona kudzidza zvimwe zvinhu muBhaibheri zvawanga usingazivi.