NHARIREYOMURINDI November 2015 | Mwari Anoona Sei Hondo?

Mhinduro inobva muBhaibheri inogona kukushamisa.

NYAYA IRI PAKAVHA

Mwari Anoona Sei Hondo?

Kare kare Mwari akaudza vanhu vake kuti varwe hondo. Jesu paakazouya akadzidzisa vanhu kuti vade vavengi vavo. Saka chii chakachinja?

NYAYA IRI PAKAVHA

Mwari Aiona Sei Hondo Kare Kare?

Zvinhu zvinokosha zvitatu zvinoratidza hondo dzinobvumirwa naMwari.

NYAYA IRI PAKAVHA

Mwari Aiona Sei Hondo Jesu Paaiva Panyika?

Kunyange zvazvo maonero anoita Mwari hondo asina kuchinja, pane chakaitika chinokosha chakaratidza kuti pane zvimwewo zvakanga zvachinja.

NYAYA IRI PAKAVHA

Mwari Anoona Sei Hondo Mazuva Ano?

Mwari achashandisa hondo yake kuti apedze hondo dzose.

Waizviziva Here?

Nei Josefa akagera ndebvu asati aona Farao? Bhaibheri parinotaura kuti baba vaTimoti vaiva “muGiriki,” zvinoreva here kuti vaibva kuGirisi?

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

Ndaifunga Kuti Ndiri Kunakirwa Neupenyu

Pawel Pyzara aifarira zvekurwa, achiita zvemadhiragi, ukuwo achiita dhigirii rezvemutemo kuti ave nemukurumbira. Upenyu hwake hwakachinja paakarwa nevamwe varume 8.

TEVEDZERA KUTENDA KWAVO

“Mwana Wangu Wandinoda, Akatendeka munaShe”

Chii chakabatsira Timoti uyo ainyara paaiva muduku kuti azova mutariri wechiKristu anoshingaira?

Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa

Kana vakafa vachizomutswa, vachararama kupi?

Zvimwe Zviri paIndaneti

Chii Chinonzi Hondo yeAmagedhoni?

Shoko rokuti Amagedhoni rinongowanika kamwe chete muBhaibheri, asi zvichaitika pahondo iyoyo zvinotaurwa kakawanda muMagwaro.