Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Ingovimba Neni

Ingovimba Neni

Dhaunirodha:

  1. 1. Pano neapo

    T’nowirwa nedambudziko.

    Dai pamwe takatosvika kure—

    Asi ichokwadi here?

    Asi Mwari wedu

    Ndiy’ anonyatsotiziva,

    Zvatiri isu nepatingasvika,

    Kana tikashanda naye.

    (SUMO YEKORASI)

    Anotikoshesa,

    Pasinei nechipo chatinacho.

    Anoda kuti’su

    Tifungewo vamwe saye.

    (KORASI)

    Shamwari yang’, unomira neni

    M’matambudziko nemukufara.

    Neniwo,

    Nd’nomira newe pazvinomborema.

    Ndichange ndiripo.

    Ingovimba neni.

  2. 2. Vaya vanochema,

    T’noedza kuvanyaradza.

    Misodzi yedu ingatovanyaradza

    Zvinotopfuura mashoko.

    (SUMO YEKORASI)

    Tawisirwa pasi

    Jehovha ’notisimudza topfuura.

    Tinozvigonawo

    Seshamwari neshamwari.

    (KORASI)

    Shamwari yang’, unomira neni

    M’matambudziko nemukufara.

    Neniwo,

    Nd’nomira newe pazvinomborema.

    Ndichange ndiripo.

    Ingovimba neni.

    (KORASI)

    Shamwari yang’, unomira neni

    M’matambudziko nemukufara.

    Neniwo,

    Nd’nomira newe pazvinomborema.

    Ndichange ndiripo.

    Ingovimba neni.