Kuvaka Ramangwana Rangu naJehovha
Dhaunirodha:
1. Dzimwe nguva ndinoda kuti ndizive ramangwana,
Neizvo ndichazova, nenzira yakandinakira.
Ndine chokwadi chero chingaitika,
Ndoraramira Jehovha, ndinaye.
(KORASI)
Vanhu nezvinhu zvose zvandingava nazvo,
Chikuru chazvo, chandingavakisa,
Kuti ndifadze Jehovha nezvandosarudza.
Akandipawo zvose; handizvikanganwi.
Nekotsekano; handimbozvidembi.
Ndinoronga zvinhu zvangu ndichivimba naye.
2. Panouyawo nguva yandinosarudza zvisizvo;
Zvinhu zvinondibvisa panzvimbo yakandinakira.
Asi ndoziva nokuzvitsaurira
kutenda kwangu hakuzomboperi.
(KORASI)
Vanhu nezvinhu zvose zvandingava nazvo,
Chikuru chazvo, chandingavakisa,
Kuti ndifadze Jehovha nezvandosarudza.
Akandipawo zvose; handizvikanganwi.
Nekotsekano; handimbozvidembi.
Ndinoronga zvinhu zvangu ndichivimba naye.
(BHIRIJI)
Ndovaka ramangwana rakasimba
Kana ndabatsirwa naJehovha Mwari.
Nguva inofadza, pakurarama,
Ndokufadza Jehovha mazuva ese.
(KORASI)
Vanhu nezvinhu zvose zvandingava nazvo,
Chikuru chazvo, chandingavakisa,
Kuti ndifadze Jehovha nezvandosarudza.
Akandipawo zvose; handizvikanganwi.
Nekotsekano; handimbozvidembi.
Ndinoronga zvinhu zvangu ndichivimba naye.
Ndinoronga zvinhu zvangu ndichivimba naye.