Nyaya Dzichangobva Kubudiswa Papeji Yekutanga
Bhaibheri Rinokurudzira Vanhu Kuti Varemekedze Maonero Evamwe Here?
Mhinduro yacho inogona kukushamisa.
Ungaita Sei Kuti Uzive Pekugumira Pakunwa Doro?
Zvinhu 5 zvinogona kukubatsira kuti unwe zvine mwero, kunyange kana uine zviri kukunetsa.
Mwari Anoda Kuti Tive Nemutsa
Zvine basa here kuti uitire vanhu vose mutsa? Mwari anoona sei unhu uhwu?
Vanhu Vachiri Kuremekedzana Here?
Ona mazano anogona kukubatsira kuti uzviremekedze, uremekedze vamwe, uye ukoshese upenyu.
Nei Mwari Achikosha Muupenyu Hwedu?
Ona kuti kuva neukama naMwari kunogona sei kuita kuti uve neupenyu hunofadza uye hune chinangwa.
Ndoita Sei Kana Ndichishungurudzwa Nevamwe Paindaneti?
Zvaunofanira kuziva, uye zvaunogona kuita kuti uzvidzivirire.
Kuti Ukwanise Kutevedzera Jesu Unofanira . . .
Jesu aiita zvinhu izvi zvisere muupenyu hwake paaiva pasi pano.
Halloween Yakatanga Sei?
Zvine basa here kuti matangiro uye zvinoitwa pamhemberero yeHalloween zvakabva kuchihedheni?
Zvichafamba Sei Kuti Pasi Rose Pave Nerugare?
Ona kuti Mwari anovimbisa sei kuti achaunza rugare pasi rose achishandisa Umambo hwake.
Kuwana Mufaro Wechokwadi
Magazini ino yeMukai! inoratidza kuti mazano ari muBhaibheri angakubatsira sei.
Makomborero Anobva Kuna Mwari
Inzwa kuti makomborero api, nei uchigona kuva nechokwadi nazvo, uye zvaungaita kuti uzowana makomborero iwayo.