Rwiyo 93—Komborerai Kuungana Kwedu
Nei Jehovha achiti tiungane nevamwe?
Zvimwe Zvaunogona Kufarira
IVA SHAMWARI YAJEHOVHA—MABASA EKUITA
Bata Nemusoro Pisarema 133:1
Patinoungana pamwe chete, Jehovha anotikomborera nekuita kuti tive nerugare uye tibatane.
MAVHIDHIYO
Dzidza Kubva Kushamwari dzaJehovha
Dzidza kubva kuvanhu vanotaurwa muBhaibheri vakava shamwari dzaJehovha
ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI
Mavhidhiyo Uye Mabasa Ekuita Evana
Shandisa mabasa aya ekuita anonakidza anodzidzisa zvemuBhaibheri kuti ubatsire mwana wako kuziva tsika dzakanaka dzinodiwa naMwari.